Romans 16:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaisa mitsipa yaʋo kurwira ʋupenyu bgaŋgu; ʋandisiŋgaʋoŋgi ini ndoga, asi nekereke dzose dzaʋahedeni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaisa upenyu hwavo panjodzi nokuda kwangu. Kwete ini ndoga asi kuti nekereke dzose dzavaHedheni dzinovatenda zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakapinda munjodzi yokuda kudimburwa musoro pamusana pangu. Vanotendwa, kwete neni ndoga, asi kunyange namasanganowo ose evechirudzi. Ndikwazisireiwo sangano rinopindira pamba pavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakaisa mitsipa yavo kurwira upenyu hwangu; vandisingavongi ini ndoga, asi nekereke dzose dzavahedheni.
Shona 2009?
vakaisa mitsipa yavo kurwira vupenyu bwangu, vandisingavongi ini ndoga asi nekereke dzose dzavahedheni.
Shona SUB 2002 Bible
vakaisa mitsipa yavo kurwira upenyu hwangu; vandisingavongi ini ndoga, asi nechechi dzose dzavahedheni.