Romans 16:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndi kwazisirei ʋo kereke iri paimba yaʋo. Ndi kwazisirei Epeneto, muɗikanwa waŋgu, ndiye ciɓereko cokutaŋga munaKristu paAsia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwazisaiwo kereke inosangana mumba mavo. Kwazisai Epenetasi mudikani wangu, ndiye akava chibereko changu chokutanga muna Kristu munyika yeEzhia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndikwazisireiwo Epenetusi wapamwoyo, akava wokutanga kuAsia kupindukira kuna Kristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikwazisireiwo kereke iri paimba yavo. Ndikwazisirei Epeneto, mudikanwi wangu, ndiye chibereko chokutanga munaKristu paAsia.
Shona 2009?
Ndikwazisireivo kereke iri paimba yavo. Ndikwazisirei Epeneto, mudikamwa wangu, ndiye chibereko chokutanga munaKristu paAsia.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikwazisireiwo Chechi iri paimba yavo. Ndikwazisirei Epeneto, mudikanwi wangu, ndiye chibereko chokutanga muna Kristu paEzhia.