Romans 16:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndi kwazisirei Androniko naJunia, worudzi rwaŋgu, ʋakasuŋgwa pamŋe cete neni, ʋakakurumbira pakati paʋaapostora, ʋakanditaŋgira ʋo kuʋa munaKristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwazisai Adhironikasi naJuniasi, hama dzangu vakanga vari mutorongo pamwe chete neni. Vakakurumbira pakati pavapostori, uye vakanditangirawo kuva muna Kristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndikwazisireiwo Andironikusi naJuniasi hama dzangu vakanga vari vamwe vangu muusungwa, varume vanoremekedzeka pakati pavapositori. Vakanditangira kuva naKristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikwazisirei Andironiko naJunia, worudzi rwangu, vakasungwa pamwechete neni, vakakurumbira pakati pavapostori, vakanditangirawo kuva muna Kristu.
Shona 2009?
Ndikwazisirei Andoroniko naJunia, worudzi rwangu, vakasungwa pamwe chete neni, vakakurumbira pakati pavapositora, vakanditangiravo kuva munaKristu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikwazisirei Andironiko naJunia, worudzi rwangu, vakasungwa pamwechete neni, vakakurumbira pakati pavapostori, vakanditangirawo kuva muna Kristu.