Romans 16:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndi kwazisirei Urbano, unoɓata nesu munaKristu, naStako, muɗikanwa waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwazisai Uribhanusi, anobata nesu muna Kristu, uye naSitakisi mudikani wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndikwazisireiwo Urubhanusi mushandi pamwe neni mubasa raKristu naSitakisi, wangu wapamwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikwazisirei Uribhano, anobata nesu muna Kristu, naSitako, mudikanwi wangu.
Shona 2009?
Ndikwazisirei Urbano, unobata nesu munaKristu, naStako, mudikamwa wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikwazisirei Uribhano, anobata nesu muna Kristu, naSitako, mudikanwi wangu.