Romans 2:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(nokuti kana ʋahedeni ʋasinomurairo ʋaciita pacaʋo ɀinhu ɀomurairo, ʋaʋa murairo waʋo ʋamene;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo, kana vaHedheni, vasina murayiro vachiita sokuberekwa kwavo zvinhu zvinodiwa nomurayiro, wava murayiro wavo pachavo kunyange zvazvo vasina murayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vechirudzi, vasiri pasi pomutemo, vachichengeta mutemo, kuri kuita zviri muropa ravo, vachitevedza zvinodiwa nomutemo, ndivo vava kutozvitungamirira somutemo kunyange zvazvo vasiri pasi pomutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(nokuti kana vahedheni vasina murayiro vachiita pachavo zvinhu zvomurayiro, vava murayiro wavo vamene;
Shona 2009?
(nokuti kana vahedheni vasinomurairo vachiita pachavo zvinhu zvomurairo, vachava murairo wavo vamene;
Shona SUB 2002 Bible
(nokuti kana vahedheni vasina murairo vachiita pachavo zvinhu zvomurairo, vava murairo wavo vamene;