Romans 2:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
unoziʋa kuɗa kwake, nokutsaura kuti ɀakanaka ndeɀipi, ucidzidziswa nomurairo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana uchiziva kuda kwake uye uchiziva kuti zvakanaka ndezvipi zvaunodzidziswa nomurayiro;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uchizivawo kuda kwake, uchikwanisa kusarudza chakanaka nokuti unenge wakadzidziswa zvomutemo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
unoziva kuda kwake, nokutsaura kuti zvakanaka ndezvipi, uchidzidziswa nomurayiro,
Shona 2009?
unoziva kuda kwake, nokutsaura kuti zvakanaka ndezvipi, uchidzidziswa nomurairo,
Shona SUB 2002 Bible
unoziva kuda kwake, nokutsaura kuti zvakanaka ndezvipi, uchidzidziswa nomurairo,