Romans 2:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nomurairi wamapenzi, nomudzidzisi waʋacece, ɀaunomufananidzo wokuziʋa noweɀokwaɗi pamurairo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
murairidzi wamapenzi, mudzidzisi wavacheche, nokuti zvauine, mumurayiro, mufananidzo woruzivo nechokwadi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana uchigona kudzora mapenzi uye uri murairidzi wavana uchiziva kuti mumutemo ndimo muno ruzivo rwose nechokwadi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nomurayiri wamapenzi, nomudzidzisi wavacheche, zvauno mufananidzo wokuziva nowechokwadi pamurayiro;
Shona 2009?
nomurairi wamapenzi, nomudzidzisi wavacheche, zvaunomufananidzo wokuziva nowechokwadi pamurairo;
Shona SUB 2002 Bible
nomurayiri wamapenzi, nomudzidzisi wavacheche, zvauno mufananidzo wokuziva nowechokwadi pamurairo;