Romans 2:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino iwe unodzidzisa mumŋe, unoregereiko kuɀidzidzisa? Iwe unoparidza kuti munhu arege kuɓa, unoɓireiko iwe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvino iwe, unodzidzisa vamwe, hauzvidzidzisiwo here? Iwe unoparidza kuti vanhu vasaba, unoba here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvino iwe kana uri munhu anodzidzisa vamwe kudai haukwanisi here kuzvidzidzisa iwe pachako? Kana iwe uchidzidzisa vamwe kusaba ndiwe woba here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino iwe unodzidzisa mumwe, unoregereiko kuzvidzidzisa? Iwe unoparidza kuti, “Munhu arege kuba,” unobireiko iwe?
Shona 2009?
zvino iwe unodzidzisa mumwe, unoregereiko kuzvidzidzisa? Iwe unoparidza kuti munhu arege kuba, unobireiko iwe?
Shona SUB 2002 Bible
zvino iwe unodzidzisa mumwe, unoregereiko kuzvidzidzisa? Iwe unoparidza kuti, “Munhu arege kuba,” unobireiko iwe?