Romans 2:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, kana iye usina‐kudziŋgiswa aciceŋgeta ɀireʋo ɀomurairo, ko kusadziŋgiswa kwake hakuŋganzi kudziŋgiswa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vaya vasina kudzingiswa vakachengeta zvinodiwa nomurayiro, havangaonekwi savakadzingiswa here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo kana munhu asina kudzingiswa akachengeta zvisungo zvomutemo kusadzingiswa kwake hakuzova kudzingiswa here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, kana iye asina kudzingiswa achichengeta zvirevo zvomurayiro, ko kusadzingiswa kwake hakunganzi kudzingiswa here?
Shona 2009?
Zvino. Kana iye usina kudzingiswa achichengeta zvirevo zvomurairo, ko kusadzingiswa kwake hakunganzi kudzingiswa here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, kana iye asina kudzingiswa achichengeta zvirevo zvomurairo, ko kusadzingiswa kwake hakunganzi kudzingiswa here?