Romans 2:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nousina‐kudziŋgiswa kubva pakuɀarwa kwake, kana aciceŋgeta murairo, haaŋgakutoŋgi here iwe unoɗarika murairo, iwe unomurairo wakanyorwa, ʋuye ʋo kudziŋgiswa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo asina kudzingiswa panyama asi achichengeta murayiro achakutonga iwe, kunyange zvako une murayiro wakanyorwa uye wakadzingiswa, asi uchidarika murayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo avo vasina kudzingiswa panyama asi vachichengeta mutemo vachakupai mhosva imi mune bumbiro romutemo rakanyorwa uye kudzingiswa asi imi muchityora mutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Neasina kudzingiswa kubva pakuzvarwa kwake, kana achichengeta murayiro, haangakutongi here iwe unodarika murayiro, iwe unomurayiro wakanyorwa, uyewo kudzingiswa?
Shona 2009?
Nousina kudzingiswa kubva pakuzvarwa kwake, kana achichengeta murairo, haangakutongi here iwe unodarika murairo, iwe unomurairo wakanyorwa, vuyevo kudzingiswa?
Shona SUB 2002 Bible
Neasina kudzingiswa kubva pakuzvarwa kwake, kana achichengeta murairo, haangakutongi here iwe unodarika murairo, iwe unomurairo wakanyorwa, uyewo kudzingiswa?