Romans 3:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatsauka ʋose, ʋakaʋa ʋanhu ʋasinamaturo, Hakuna‐unoita ɀakanaka, kunyaŋge nomumŋe cete;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vakatsauka, vose pamwe chete vakava vasina maturo; hapana kana mumwe anoita zvakanaka, kana mumwe zvake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakatsauka, vose zvavo pamwechete vakashata. Hapana anoita zvakanaka kana nomumwechete zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatsauka vose, vakava vanhu vasina maturo, Hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwechete;
Shona 2009?
Vakatsauka vose, vakava vanhu vasinamaturo, Hakuna unoita zvakanaka, kunyange nomumwe chete;
Shona SUB 2002 Bible
Vakatsauka vose, vakava vanhu vasina maturo, Hakuna anoita zvakanaka, kunyangwe nomumwechete;