Romans 3:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino kururama kwaMŋari kwakaratidzwa kunze kwomurairo, kucipupurirwa nomurairo naʋaprofita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino kururama kwaMwari, kwakaratidzwa kunze kwomurayiro, kuchipupurirwa nomurayiro navaprofita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kururama kwaMwari kwakaratidzwa pachena zvisinei nomutemo kunyange zvazvo mutemo navaporofita zvichiupupurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino kururama kwaMwari kwakaratidzwa kunze kwomurayiro, kuchipupurirwa nomurayiro navaporofita;
Shona 2009?
Asi zvino kururama kwaMwari kwakaratidzwa kunze komurairo, kuchipupurirwa nomurairo navaporofita;
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino kururama kwaMwari kwakaratidzwa kunze kwomurairo, kuchipupurirwa nomurairo navaporofita;