Romans 3:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino toɗiniko? Tinoʋapfuʋura here? Kwete napaɗuku; nokuti tambopa ʋose mhoȿa, ʋaJuda naʋaGiriki, ticiti ʋose ʋakasuŋgwa neɀiʋi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino tichatiiko? Tinovapfuura here? Kwete napaduku pose! Nokuti tambopa vose mhosva vaJudha navaHedheni yokuva pasi pechivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino isu vaJudha tiri nani here ipapa? Kwete, napaduku pose. Inga wani tamboti vanhu vose, vaJudha navaGiriki, vari pasi pesimba rechitadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino todiniko? Tinovapfuura here? Kwete napaduku; nokuti tambopa vose mhosva, vaJudha navaGiriki, tichiti vose vakasungwa nezvivi;
Shona 2009?
Zvino todiniko? Tinovapfuvura here? Kwete napaduku; nokuti tambopa vose mhosva, vaJudha navaGiriki, tichiti vose vakasungwa nezvivi;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino todiniko? Tinovapfuura here? Kwete napaduku; nokuti tambopa vose mhosva, vaJudha navaGiriki, tichiti vose vakasungwa nezvivi;