Romans 4:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti murairo unoʋuyisa kutsamŋa; asi pasinomurairo hapana‐kuɗarika ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti murayiro unouyisa kutsamwa. Uye pasina murayiro hapanawo kudarika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti mutemo unounza chirango asi pasina mutemo hapana kudarika mutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti murayiro unouyisa kutsamwa; asi pasina murayiro hapana kudarikawo.
Shona 2009?
nokuti murairo unovuyisa kutsamwa; pasina murairo hapana kudarika vo.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti murairo unouyisa kutsamwa; asi pasina murairo hapana kudarikawo.