Romans 4:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɗai Abrahama akaruramiswa namaɓasa ake, uŋgaɗai ane cinhu caaŋgaɀirumbidza naco; asi haana pamberi paMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti dai Abhurahama akashayirwa mhosva namabasa, angadai aine chinhu chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti Abhurahamu akaruramiswa namabasa, angadai aine chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti dai Abhurahamu akaruramiswa namabasa ake, angadai ane chinhu chaangazvirumbidza nacho; asi haana pamberi paMwari.
Shona 2009?
Nokuti dai Abhurahamu akaruramiswa namabasa ake, ungadai anechinhu chaangazvirumbidza nacho; asi haana pamberi paMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti dai Abhurahamu akaruramiswa namabasa ake, angadai ane chinhu chaangazvirumbidza nacho; asi haana pamberi paMwari.