Romans 4:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye wakaiswa kurufu nokuɗa kwokuɗarika kweɗu, akamutswa nokuɗa kwokururamiswa kweɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaiswa kurufu nokuda kwezvivi zvedu uye akamutswa kuvapenyu nokuda kwokushayirwa mhosva kwedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvikanganiso zvedu akamutsirwa kuti tinzi takarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye akaiswa kurufu nokuda kwokudarika kwedu, akamutswa nokuda kwokururamiswa kwedu.
Shona 2009?
iye wakaiswa kurufu nokuda kokudarika kwedu, akamutswa nokuda kokururamiswa kwedu.
Shona SUB 2002 Bible
iye akaiswa kurufu nokuda kwokudarika kwedu, akamutswa nokuda kwokururamiswa kwedu.