Romans 4:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunousiŋgaɓati, asi unotenda kunaiye unoruramisa munhu usiŋgaɗi Mŋari, kutenda kwake kunonzi kwaari ndiko kururama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kumunhu asingashandi, asi achitenda Mwari uyo anoshayira mhosva munhu akaipa, kutenda kwake kuchanzi kwaari ndiko kururama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kumunhu asina mabasa asi achivimba nouyo anoruramisa vasiri vanamati vaMwari, chitendero chake chinoita kuti anzi akarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunoasingabati, asi anotenda kuna iye anoruramisa munhu asingadi Mwari, kutenda kwake kunonzi kwaari ndiko kururama.
Shona 2009?
Kunousingabati, asi unotenda kunaiye unoruramisa munhu usingadi Mwari, kutenda kwake kunonzi kwaari ndiko kururama.
Shona SUB 2002 Bible
Kunoasingabati, asi anotenda kuna iye anoruramisa munhu asingadi Mwari, kutenda kwake kunonzi kwaari ndiko kururama.