Romans 5:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀisati ɀiri iɀo ɓedzi, asi tinofara ɀikuru ʋo munaMŋari naShe weɗu Jesu Kristu, watakapiwa ɀino naye iko kuyananiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hazvisizvo bedzi, asi kuti tinofarawo muna Mwari nokuna Ishe wedu Jesu Kristu, watakapiwa zvino naye kuyananiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handizvo chete asi kuti tinotopembera kufara naMwari nokuna Tenzi wedu Jesu Kristu akatiwanisa zvino kuwadzana kwedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvisati zviri izvo bedzi, asi tinofara zvikuruwo munaMwari naIshe wedu Jesu Kristu, watakapiwa zvino naye iko kuyananiswa.
Shona 2009?
zvisati zviri izvo bedzi, asi tinofara zvikuruvo munaMwari naShe wedu Jesu Kristu, watakapiwa zvino naye iko kuyananiswa.
Shona SUB 2002 Bible
zvisati zviri izvo bedzi, asi tinofara zvikuruwo muna Mwari naIshe wedu Jesu Kristu, watakapiwa zvino naye iko kuyananiswa.