Romans 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi rufu rwakaɓata ʋushe kubva kunaAdama kuȿikira kunaMosesi, kunyaŋge napakati ʋo paʋasina‐kutadza nokuɗarika kwaAdama, waiʋa mufananidzo wowakaŋga acizoʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi rufu rwakabata ushe kubva panguva yaAdhamu kusvikira panguva yaMozisi, kunyange pamusoro paavo vasina kutadza nokudarika murayiro, sezvakaitwa naAdhamu, akanga ari mufananidzo wouyo akanga achazouya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi rufu rwaitonga kubvira kuna Adhamu kusvika kuna Mosesi, ruchitonga kunyange vane zvitadzo zvisina kuenzana kukura nezvaAdhamu aiva mumvuri wouyo aizouya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi rufu rwakabata ushe kubva kuna Adhamu kusvikira kuna Mosesi, kunyange napakatiwo pavasina kutadza nokudarika kwaAdhamu, waiva mufananidzo woakanga achizouya.
Shona 2009?
Asi rufu rwakabata vushe kubva kunaAdhamu kusvikira kunaMozisi, kunyange napakativo pavasina kutadza nokudarika kwaAdhamu, waiva mufananidzo wowakanga achizovuya.
Shona SUB 2002 Bible
Asi rufu rwakabata ushe kubva kuna Adhamu kusvikira kuna Mosesi, kunyangwe napakatiwo pavasina kutadza nokudarika kwaAdhamu, waiva mufananidzo waakanga achizouya.