Romans 5:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀisati ɀiri iɀo ɓedzi, asi ŋgatifare ʋo mumaɗambudziko, ticiziʋa kuti kutambudzika kunoʋuyisa kutsuŋgirira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete izvozvo bedzi, asi tinofarawo mumatambudziko edu, nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwete izvozvo zvoga asi kuti tinotofara mumatambudziko edu nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunopa munhu kutirira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarewo mumadambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira;
Shona 2009?
Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarevo mumatambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunovuyisa kutsungirira;
Shona SUB 2002 Bible
Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarewo mumatambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira;