Romans 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kutsuŋgirira kunoʋuyisa kuidzwa; kuidzwa kunoʋuyisa tariro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kutsungirira kunouyisa unhu uye unhu hunouyisa tariro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kutirira kunopa munhu chimiro, chimiro chinopa munhu chitarisiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kutsungirira kunouyisa kuedzwa; kuedzwa kunouyisa tariro;
Shona 2009?
kutsungirira kunovuyisa kuidzwa; kuidzwa kunovuyisa tariro;
Shona SUB 2002 Bible
kutsungirira kunouyisa kuedzwa; kuedzwa kunouyisa tariro;