Romans 5:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀinorema kuti munhu afire wakarurama; nokuti ɀimŋe mumŋe uŋgatsuŋga kufira wakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hazviwanzoitika kuti munhu afire akarurama, kunyange zvazvo munhu angaedza kufira munhu akanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu haadi kufira kunyange munhu akarurama. Pamwe munhu angafire zvake munhu akarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvinorema kuti munhu afire akarurama; nokuti zvimwe mumwe angatsunga kufira akanaka.
Shona 2009?
Nokuti zvinorema kuti munhu afire wakarurama; nokuti zvimwe mumwe ungatsunga kufira wakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvinorema kuti munhu afire akarurama; nokuti zvimwe mumwe angatsunga kufira akanaka.