Romans 5:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, ɀatakaruramiswa muropa rake, ticaponeswa ɀikuru sei naye pakutsamŋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino sezvo takashayirwa mhosva neropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye kubva pakutsamwa kwaMwari!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zvatakaruramiswa neropa rake tichanunurwa zvikuru sei kuchirango chaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, zvatakaruramiswa muropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye pakutsamwa.
Shona 2009?
Zvino, zvatakaruramiswa muropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye pakutsamwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, zvatakaruramiswa muropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye pakutsamwa.