Romans 6:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makasunuŋgurwa paɀiʋi, mukaʋa ʋaranda ʋokururama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makasunungurwa kubva kuchivi uye mava varanda vokururama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madaro kuzvisunungura kuchitadzo, makave varanda voururami.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makasunungurwa pazvivi, mukava varanda vokururama.
Shona 2009?
Makasunungurwa pazvivi, mukava varanda vokururama.
Shona SUB 2002 Bible
Makasunungurwa pazvivi, mukava varanda vokururama.