Romans 6:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiȿa! Isu takafa kuɀiʋi, ticagara seiko mukati maɀo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete napaduku pose! Takafa kuzvivi; tingararama sei mazviri zvakare?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwete, handizvo. Zvingaitike sei kuti, isu kuchitadzo, tiri vanhu vakafa, tirambe tichirarama machiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haisva! Isu takafa kuzvivi, tichagara seiko mukati mazvo?
Shona 2009?
Haiswa! Isu takafa kuzvivi, tichagara seiko mukati mazvo?
Shona SUB 2002 Bible
Haisva! Isu takafa kuzvivi, tichagara seiko mukati mazvo?