Romans 6:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana takaʋa ʋamŋe naye pakufanana naye parufu rwake, ticaɗaro ʋo pakumuka kwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kana takabatanidzwa naye zvakadai murufu rwake, zvirokwazvo tichabatanawo naye mukumuka kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana takabatana naye murufu rwaakaita serwake tichabatanawo naye mukumuka kwaakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana takava vamwe naye pakufanana naye parufu rwake, tichadarowo pakumuka kwake;
Shona 2009?
Nokuti kana takava vamwe naye pakufanana naye, parufu rwake, tichadarovo pakumuka kwake;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana takava vamwe naye pakufanana naye parufu rwake, tichadarowo pakumuka kwake;