Romans 6:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana takafa pamŋe cete naKristu, tinotenda kuti ticararama ʋo pamŋe cete naye;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kana takafa naKristu, tinotenda kuti tichararamawo pamwe chete naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana takafa pamwe naKristu kudai tinodavira kuti tichararamawo pamwechete naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana takafa pamwechete naKristu, tinotenda kuti tichararamawo pamwechete naye;
Shona 2009?
Zvino kana takafa pamwe chete naKristu, tinotenda kuti tichararamavo pamwe chete naye;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana takafa pamwechete naKristu, tinotenda kuti tichararamawo pamwechete naye;