Romans 7:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tinoziʋa kuti murairo ndowomŋeya; asi ini ndiri wenyama, ndakateŋgeswa pasi peɀiʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinoziva kuti murayiro ndowomweya; asi ini handizi woMweya, ndakatengeswa senhapwa kuchivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinozviziva kuti mutemo ndewezvemweya asi ini ndiri munhu wenyama. Ndakatengeswa kukamwoyo kokuda kutadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tinoziva kuti murayiro ndowemweya; asi ini ndiri wenyama, ndakatengeswa pasi pezvivi.
Shona 2009?
Nokuti tinoziva kuti murairo ndowomweya; asi ini ndiri wenyama, ndakatengeswa pasi pezvivi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tinoziva kuti murairo ndowemweya; asi ini ndiri wenyama, ndakatengeswa pasi pezvivi.