Romans 7:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino kana akawanikwa nomumŋe murume, murume wake aciri mupenyu, ucanzi cifeʋe asi kana murume wake afa, wasunuŋguka pamurairo, ɀino haazi cifeʋe kunyaŋge akawanikwa nomumŋe murume.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka zvino, kana akawanikwa nomumwe murume, murume wake achiri mupenyu, anonzi chifeve. Asi kana murume achinge afa, asunungurwa kubva pamurayiro, uye haazi chifeve, kunyange zvake akawanikwa nomumwe murume.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo anonzi chifeve chomukadzi kana akagara nomumwe murume, murume wake achiri mupenyu. Asi murume wake akafa asunungurwa pamutemo iwoyo. Kana akaroorwa nomumwe murume haachisiri chifeve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino kana akawanikwa nomumwe murume, murume wake achiri mupenyu, achanzi chipfeve asi kana murume wake afa, asununguka pamurayiro, zvino haazi chipfeve kunyange akawanikwa nomumwe murume.
Shona 2009?
Naizvozvo zvino kana akawanikwa nomumwe murume, murume wake achiri mupenyu, uchanzi chifeve asi kana murume wake afa,wasununguka pamurairo, zvino haazi chifeve kunyange akawanikwa nomumwe murume.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino kana akawanikwa nomumwe murume, murume wake achiri mupenyu, achanzi chipfeve asi kana murume wake afa, asununguka pamurairo, zvino haazi chipfeve kunyangwe akawanikwa nomumwe murume.