Romans 7:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti paŋguʋa iyo ticiri munyama, kuciʋa kweɀiʋi, kwakamutswa nomurairo, kwakaɓata mumitezo yeɗu kuti kuɓereke ɀiɓereko ɀinoisa kurufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti panguva yataitongwa nenyama, kuchiva kwechivi kwakamutswa nomurayiro kwaibata mumiviri yedu, kuti tibereke chibereko chorufu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinondidariso ndechokuti paya pataigara upenyu hwenyama, havi dzedu dzoutadzi dzaishanda munhengo dzedu dzichimutswa nomutemo kuti tiberekere rufu muchero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti panguva iyo tichiri munyama, kuchiva kwezvivi, kwakamutswa nomurayiro, kwakabata mumitezo yedu kuti kubereke zvibereko zvinoisa kurufu.
Shona 2009?
Nokuti panguva iyo tichiri munyama, kuchiva kwezvivi, kwakamutswa nomurairo, kwakabata mumitezo yedu kuti kubereke zvibereko zvinoisa kurufu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti panguva iyo tichiri munyama, kuchiva kwezvivi, kwakamutswa nomurairo, kwakabata mumitezo yedu kuti kubereke zvibereko zvinoisa kurufu.