Romans 7:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino ɀiʋi ɀakawana nzira nomurairo, ɀikaita mandiri mitoʋo yose yokuciʋa; nokuti kunze kwomurairo ɀiʋi ɀakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi chivi, chakawana mukana kubudikidza nomurayiro, chakaita mandiri mitoo yose yokuchiva. Nokuti kunze kwomurayiro, chivi chakafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi chitadzo chakawana mukana mumutemo wokumutsa nawo mandiri nzira dzose dzokuchiva nadzo. Pasina mutemo, chitadzo chakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino zvivi zvakawana nzira nomurayiro, zvikaita mandiri mitoo yose yokuchiva; nokuti kunze kwomurayiro zvivi zvakafa.
Shona 2009?
zvino zvivi zvakawana nzira nomurairo, zvikaita mandiri mitovo yose yokuchiva; nokuti kunze komurairo zvivi zvakafa.
Shona SUB 2002 Bible
zvino zvivi zvakawana nzira nomurairo, zvikaita mandiri mitoo yose yokuchiva; nokuti kunze kwomurairo zvivi zvakafa.