Romans 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndaiʋa mupenyu kare kunze kwomurairo, asi mutemo ucizoȿika, ɀiʋi ɀakamuka, ini ndikafa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndaiva mupenyu kare kunze kwomurayiro; asi pakauya mutemo, chivi chakava noupenyu uye ini ndikafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakambenge ndiri mupenyu mutemo usati wavapo. Asi pakazouya mutemo, chitadzo chakabva chamuka, ini ndikabva ndafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndaiva mupenyu kare kunze kwomurayiro, asi mutemo uchizosvika, zvivi zvakamuka, ini ndikafa;
Shona 2009?
Ini ndaiva mupenyu kare kunze komurairo, asi mutemo uchizosvika, zvivi zvakamuka, ini ndikafa;
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndaiva mupenyu kare kunze kwomurairo, asi mutemo uchizosvika, zvivi zvakamuka, ini ndikafa;