Romans 8:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana Kristu ari mukati menyu, muʋiri wakafa nokuɗa kweɀiʋi, asi mŋeya mupenyu nokuɗa kwokururama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana Kristu ari mamuri, muviri wenyu wakafa nokuda kwechivi, asi Mweya wenyu mupenyu nokuda kwokururama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana Kristu ari mamuri, kunyange miviri yenyu yakafa nokuda kwechitadzo, mweya yenyu mipenyu pamusana poururami.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana Kristu ari mukati menyu, muviri wakafa nokuda kwezvivi, asi mweya mupenyu nokuda kwokururama.
Shona 2009?
Kana Kristu ari mukati menyu, muviri wakafa nokuda kwezvivi, asi mweya mupenyu nokuda kokururama.
Shona SUB 2002 Bible
Kana Kristu ari mukati menyu, muviri wakafa nokuda kwezvivi, asi mweya mupenyu nokuda kwokururama.