Romans 8:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ʋose ʋanotuŋgamirirwa noMŋeya waMŋari, ndiʋo ʋana ʋaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vaya vanotungamirirwa noMweya waMwari ndivo vana vaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vanotungamirirwa naMweya waMwari vana vaMwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti vose vanotungamirirwa naMweya waMwari, ndivo vana vaMwari.
Shona 2009?
nokuti vose vanotungamirirwa noMweya waMwari, ndivo vana vaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti vose vanotungamirirwa naMweya waMwari, ndivo vana vaMwari.