Romans 8:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya amene unopupurirana nomŋeya weɗu, kuti tiri ʋana ʋaMŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya amene anopupurirana noMweya wedu kuti tiri vana vaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye Mweya pachake anopupurirana nemweya wedu kuti tiri vana vaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya amene anopupurirana nomweya wedu, kuti tiri vana vaMwari;
Shona 2009?
Mweya womene unopupurirana nomweya wedu, kuti tiri vana vaMwari;
Shona SUB 2002 Bible
Mweya amene anopupurirana nomweya wedu, kuti tiri vana vaMwari;