Romans 8:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoti maɗambudziko eŋguʋa ino haana‐kufanira kuenzaniswa nokubginya kucazoratidzwa kwatiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinoti matambudziko atinawo nguva ino haana kufanira kuenzaniswa nokubwinya kuchazoratidzwa kwatiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinofunga kuti matambudziko enguva ino haangamboenzaniswa nembiri yaticharatidzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoti madambudziko enguva ino haana kufanira kuenzaniswa nokubwinya kuchazoratidzwa kwatiri.
Shona 2009?
Nokuti ndinoti matambudziko enguva ino haana kufanira kuenzaniswa nokubwinya kuchazoratidzwa kwatiri.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoti matambudziko enguva ino haana kufanira kuenzaniswa nokubwinya kuchazoratidzwa kwatiri.