Romans 8:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye usina‐kuramba kunyaŋge noMŋanakomana wake, asi wakamupa cose nokuɗa kweɗu tose, uŋgarega seiko kutipa ʋo ɀose pamŋe cete naye?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye asina kuramba noMwanakomana wake, asi akamupa chose nokuda kwedu tose, angarega seiko kutipawo zvose, pamwe chete naye?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
iye asina kuramba noMwanakomana wake waakatopirira isu tose. Haazotipawo here zvinhu zvose pamwechete naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye asina kuramba kunyange noMwanakomana wake, asi akamupa chose nokuda kwedu tose, angarega seiko kutipawo zvose pamwechete naye?
Shona 2009?
Iye usina kuramba kunyange noMwanakomana wake, asi wakamupa chose nokuda kwedu tose, ungarega seiko kutipavo zvose pamwe chete naye?
Shona SUB 2002 Bible
Iye asina kuramba kunyangwe noMwanakomana wake, asi akamupa chose nokuda kwedu tose, angarega seiko kutipawo zvose pamwechete naye?