Romans 8:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Nokuɗa kwenyu tinoʋurawa zuʋa rose; Takanzi tiri makwai anoɓayiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Nokuda kwenyu tinotarisana norufu zuva rose; tinoitwa samakwai anofanira kubayiwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
sokunyorwa kwazvakaitwa, “Tiri kuurairwemi zuva rose, tinoonekwa sehwai dzokubaya?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Nokuda kwenyu tinourawa zuva rose; Takanzi tiri makwai anobayiwa.”
Shona 2009?
Sezvazvakanyorwa, zvichinzi: Nokuda kwenyu tinovurawa zuva rose; Takanzi tiri makwai anobayiwa.
Shona SUB 2002 Bible
Sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Nokuda kwenyu tinourayiwa zuva rose; Takanzi tiri makwai anobayiwa.”