Romans 8:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwete, paɀinhu iɀi ɀose tiri ʋakundi nokupfuʋurisa naiye wakatiɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete, pazvinhu zvose izvi tiri vakundi nokupfuurisa kubudikidza naiye akatida.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aiwa muna zvose izvi tiri vakundi vokutopfuuridza nokuna iye akatida
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwete, pazvinhu izvi zvose tiri vakundi nokupfuurisa naiye wakatida.
Shona 2009?
Kwete, pazvinhu izvi zvose tiri vakundi nokupfuvurisa naiye wakatida.
Shona SUB 2002 Bible
Kwete, pazvinhu izvi zvose tiri vakundi nokupfuurisa naiye wakatida.