Romans 8:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoziʋa kwaɀo kuti kunyaŋge rufu, kana ʋupenyu, kana ʋatumŋa, kana ʋakuru, kana ɀaɀino, kana ɀinoʋuya, kana masimba,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana upenyu, kana vatumwa, kana madhimoni, kana zvazvino, kana zvichauya, kana masimba api zvawo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndine chokwadi chokuti hapana rufu kana upenyu kana vatumwa kana vano ukuru ukuru kana zvinhu zviripo iye zvino kana zvichauya kana masimba,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana upenyu, kana vatumwa, kana vakuru, kana zvazvino, kana zvinouya, kana masimba,
Shona 2009?
Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana vupenyu, kana vatumwa, kana vanesimba, kana zvazvino, kana zvinovuya kana masimba.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyangwe rufu, kana upenyu, kana vatumwa, kana vakuru, kana zvazvino, kana zvinouya, kana masimba,