Romans 8:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ɀakarebga nomurairo ɀiitike matiri, isu tisiŋgafambi nenyama, asi nomŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti kururama kunodiwa nomurayiro kuzadziswe matiri, isu tisingafambi maererano nenyama asi maererano noMweya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvakaitirwa kuti zviri pamwero zvinodiwa nomutemo zvizadzikiswe matiri isu tisingagari upenyu hwenyama asi upenyu hwomweya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti zvakarehwa nomurayiro zviitike matiri, isu tisingafambi nenyama, asi nomweya.
Shona 2009?
kuti zvakarebwa nomurairo zviitike matiri, isu tisingafambi nenyama, asi nomweya.
Shona SUB 2002 Bible
kuti zvakarehwa nomurairo zviitike matiri, isu tisingafambi nenyama, asi nomweya.