Romans 8:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋari ʋenyama ʋanofuŋga ɀenyama: asi ʋari ʋomŋeya, ʋanofuŋga ɀomŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vaya vanorarama namararamiro enyama, pfungwa dzavo dzinofunga zvinodiwa nenyama; asi vaya vanorarama namararamiro oMweya, pfungwa dzavo dzinofunga zvoMweya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vanogara upenyu hwenyama pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvenyama asi vanogara upenyu hwomweya pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvomweya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vari venyama vanofunga zvenyama; asi vari vomweya, vanofunga zvomweya.
Shona 2009?
Nokuti vari vomweya, vanofunga zvomweya.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vari venyama vanofunga zvenyama; asi vari vomweya, vanofunga zvomweya.