Romans 9:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haɀizi iɀoɀo ɓedzi; asi Rebeka ʋo, wakati aʋa nemimba kunomumŋe, iye Isaka, ɓaɓa ʋeɗu —
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete izvozvo zvoga, asi kuti naRabhekawo akava navana vomunhu mumwe uye baba vamwe, baba vedu Isaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hazvisizvo zvoga asi kutiwo Rabheka paakabata pamuviri pamapatya nomurume mumwechete tateguru wedu Isaki;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hazvizi izvozvo bedzi; asi Rabhekawo, wakati ava nemimba kunomumwe, iye Isaka, baba vedu.
Shona 2009?
Hazvizi izvozvo bedzi; asi Rebekavo, wakati ava nemimba kunomumwe, iye Isaka, baba vedu
Shona SUB 2002 Bible
Hazvizi izvozvo bedzi; asi Rabhekawo, wakati ava nemimba kuno mumwe, iye Isaka, baba vedu.