Romans 9:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ticatiyiko? Kusarurama kuri’po kunaMŋari here? Haiȿa!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino tichatiiko? Mwari haaruramisiri here? Kwete napaduku!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino totiiko, zvinoreva kuti Mwari ano rusaruro here? Kwete handizvo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tichatiiko? Kusarurama kuripo kuna Mwari here? Haisva!
Shona 2009?
Zvino tichatiyiko? Kusarurama kuripo kunaMwari here? Haiswa!
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tichatiiko? Kusarurama kuripo kuna Mwari here? Haisva!