Romans 9:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo haɀi bʋi kunounoɗa, kana kunounomhanya, asi kunaMŋari, munzwiri weŋgoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, hazvibvi pashungu kana pamabasa omunhu, asi patsitsi dzaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo hazvinei nezvinodiwa nomunhu kana zvinoedzwa kuitwa nomunhu asi chinebasa itsitsi dzaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo hazvibvi kunoanoda, kana kunoanomhanya, asi kuna Mwari, munzwiri wengoni.
Shona 2009?
Naizvozvo hazvibvi kunounoda, kana kunounomhanya, asi kunaMwari, munzwiri wengoni.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo hazvibvi kunoanoda, kana kunoanomhanya, asi kuna Mwari, munzwiri wengoni.