Romans 9:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo unonzwira ŋgoni waanoɗa; ʋuye unowomesera mŋoyo waanoɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Mwari anonzwira ngoni waanoda kunzwira ngoni, uye anoomesa mwoyo wouyo waanoda kuomesa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo anoitira tsitsi kune wose waanenge ada achiita kuti waanenge ada zvake amuaomese mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo anonzwira ngoni waanoda; uye anoomesera mwoyo waanoda.
Shona 2009?
Naizvozvo unonzwira ngoni waanoda; uye unowomesera moyo waanoda.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo anonzwira ngoni waanoda; uye anoomesera mwoyo waanoda.