Romans 9:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ndineshuŋgu kwaɀo nokucema kusiŋgaperi mumŋoyo maŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndino kusuwa kukuru kwazvo neshungu dzisingaperi mumwoyo mangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti ndinosuruvara uye ndinoramba ndichishushikana mumwoyo zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti ndine shungu kwazvo nokuchema kusingaperi mumwoyo mangu.
Shona 2009?
kuti ndineshungu kwazvo nokuchema kusingaperi mumoyo mangu.
Shona SUB 2002 Bible
kuti ndine shungu kwazvo nokuchema kusingaperi mumwoyo mangu.