Romans 9:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti aziʋise kufuma kwokubginya kwake pamsoro pemidziyo yeŋgoni, yaakaŋga agadzirira kubginya,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana akaita izvi kuti azivise kupfuma kwokubwinya kwake kumidziyo yengoni, avo vaakagadzirira kare kubwinya,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamusana pokuda kuratidza kukura kwembiri yake kumidziyo inofanira kuitirwa tsitsi yaakafanogadzirira mbiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti azivise kufuma kwokubwinya kwake pamusoro pemidziyo yengoni, yaakanga agadzirira kubwinya,
Shona 2009?
kuti azivise kufuma kokubwinya kwake pamusoro pemidziyo yengoni, yaakanga agadzirira kubwinya,
Shona SUB 2002 Bible
kuti azivise kufuma kwokubwinya kwake pamusoro pemidziyo yengoni, yaakanga agadzirira kubwinya,