Romans 9:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iyesu ʋakaɗanwa ʋo naye, tisiŋgabvi kuʋaJuda ɓedzi, asi kuʋahedeni ʋo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange isu, vaya vaakadana, kwete kubva kuvaJudha chete asi nokubva kuvaHedheniwo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange iyesu takadaidzwa tichibva kwete kuvaJudha voga asi tichibvawo mukati mevechirudzi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iyesu vakadanwawo naye, tisingabvi kuvaJudha bedzi, asi kuvahedheniwo?
Shona 2009?
iyesu vakadamwavo naye, tisingabvi kuvaJudha bedzi, asi kuvahedhenivo?
Shona SUB 2002 Bible
iyesu vakadanwawo naye, tisingabvi kuvaJudha bedzi, asi kuvahedheniwo?