Romans 9:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀicaitika kuti paya pakaŋga parebga kwaʋari: Hamuzi ʋanhu ʋaŋgu, Ipapo ʋacaidzwa ʋanakomana ʋaMŋari mupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye, Zvichaitika kuti paya painzi kwavari, “Hamuzi vanhu vangu; vachanzi ‘vanakomana vaMwari mupenyu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panzvimbo imwecheteyo pavakambonzi, “Hamusi vanhu vangu, vachanzi vana vaMwari mupenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvichaitika kuti paya pakanga parehwa kwavari, ‘Hamuzi vanhu vangu,’ Ipapo vachaidzwa vanakomana vaMwari mupenyu.”
Shona 2009?
Zvichaitika kuti paya pakanga parebwa kwavari: Hamuzi vanhu vangu, Ipapo vachaidzwa vanakomana vaMwari mupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvichaitika kuti paya pakanga parehwa kwavari, ‘Hamuzi vanhu vangu,’ Ipapo vachaidzwa vanakomana vaMwari mupenyu.”